2022
Tisati Tauya paNyika
Ndira 2022


“Tisati Tauya Panyika” Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Ndira 2022

“Tisati Tauya Panyika”

Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Ndira 2022

Tisati Tauya paNyika

Mufananidzo
Baba Vokudenga naJesu Kristu vari munyika yemweya vanhu vasati vazvarwa panyika.

Mifananidzo naApryl Stott

Tisati tazvarwa, taigara kudenga naBaba vedu Vokudenga. Vakatidzidzisa pamusoro pechirongwa Chavo cherufaro.

Mufananidzo
mukomana achichema, musikana aine bhora

Baba Vokudenga vakati taizouya panyika kuzowana miviri. Taizodzidza uye toita sarudzo. Dzimwe nguva taizoita zvikanganiso. Taizoda Muponesi

Mufananidzo
musikana aine bhora achinyaradza mukomana arikuchema

Muponesi aizotidzidzisa mararamiro. Uye apo pataita sarudzo isiri kwayo, taizokwanisa kutendeuka.

Mufananidzo
Jesu Kristu asati azvarwa panyika

Jesu akati: “Ndiripano; nditumei.” Baba Vokudenga Vakamusarudza kuti ave Muponesi wedu. Jesu akavimbisa kuuya panyika kuti azotiponesa.

Mufananidzo
Baba Vokudenga naJesu Kristu vari muumambo hweseresitiyaro.

Ndinokwanisa kutevera Jesu? Rimwe zuva ndinokwanisa uye ndodzokera kunogara naBaba Vokudenga.

Peji Yokuisa Ruvara

Ndiri Mwana waMwari

Mufananidzo
vana vakatarisa nyeredzi

Dzvanya pamufananidzo kuti udhaunirodhe.

Mufananidzo naApryl Stott

Unonzwa sei rudo rwaBaba Vokudenga?

Dhinda