Chivabvu 2023 Mutungamiri Russell M. NelsonVayananisi VanodikanwaMutungamiri Nelson vanotikoka kuti tiwongorore mwoyo yedu uye tirambe chinhu chipi zvacho chinotidzivirira kubva mukuva vayananisi, basa ravadzidzi vechokwadi vaJesu Kristu—kunyanya apo patinotarisana nerupikiso rwakasimba. Mutungamiri Dallin H. OaksDzidziso dzaJesu KristuMutungamiri Oaks vanogovera zvinyorwa zvitsvene zvinotaura mashoko aJesu Kristu. Zvikamu Zvakatorwa. Mutungamiri Henry B. EyringKuwana Runyararo Rwako PachakoMutungamiri Eyring vanodzidzisa kuti apo patinowana chipo cheMuponesi cherunyararo rwedu pachedu, tinokwanisa kubatsira vamwe kuruwana, uye ivo, semugumisiro, vanokwanisa kurupawo kuna vamwe. Zvikamu Zvakatorwa.