“Chishamiso chaTabita,” Friend (Shamwari), Gunyana 2023, 46–47.
Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Gunyana 2023
Chishamiso chaTabita
Tabita aiva muteveri waJesu Kristu. Aisona mbatya nemajazi uye aiitira vamwe zvinhu zvetsitsi zvakawanda.
Asi zvino Tabita akarwara uye akafa. Vanhu vakawanda vakasuwa.
Muporofita, Petro, akaenda kuna Tabita. Akamumutsa kubva kuvakafa nesimba iro Jesu Kristu raakamupa.
Tabita akava mupenyu zvakare! Aiva okwanisa kusona nokushandira zvakarewo. Chaiva chishamiso.
© 2023 ne Intellectual Reserve, Inc. All rights reserved. Chakadhindwa muUSA. Mvumo yemuChirungu: 6/19. Mvumo yeDudziro: 6/19. Dudziro yeMonthly Friend Message, September 2023. Language. 19045 731