2021
Akauya
Zvita 2021


“Akauya,” For the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki), Zvita 2021.

Shoko reMwedzi Woga Woga reFor the Strength of Youth (reRusimbiso rweVechidiki) Zvita 2021

Akauya

Dzidziso neZvibvumirano zvinopupura kuti Jesu Kristu akauya panyika uye anotidzidzisa kuti Iye ndiani uye nezvaAkaunza kuvanhu vose.

Akazvarwa Panyika

Mufananidzo
amai nemwana

Delivered [Kusungunurwa], naJenedy Paige

Akauya kuzoita Kuda kwaBaba

Mufananidzo
Jesu Kristu achidzidzisa

On Earth as It Is in Heaven [Panyika seZvazviri Kudenga], naJustin Kunz

Akadzidza uye Akakura

Mufananidzo
Jesu achiri mwana muduku aina Josefa vachiveza

And the Child Grew and Waxed Strong in Spirit [Uye Mwana Akakura uye Akava Akasimba muMweya], naWalter Rane

Akauya Kuzonunura Vanhu Vose

Mufananidzo
Kristu muGetsemani

Christ in Gethsemane [Kristu muGetsemani], naMichael Malm

Anotuma Vamwe kuti Vapupure pamusoro Pake

Mufananidzo
ngirozi dzichizivisa kuberekwa kwaKristu kuvafudzi

Mufananidzo naJustin Kunz

Ndiye Chiedza

Mufananidzo
mwana mucheche

Little Lamb [Gwayana], naJenedy Paige

Dhinda