Chivabvu 2022 Mutungamiri Russell M. NelsonSimba roRugwinyo rweZvepamweyaMutungamiri Nelson vanogovera nzira shanu dzatinokwanisa kuvaka nadzo rugwinyo rwezvepamweya: ita uye nokuchengeta zvibvumirano, tendeuka, dzidza pamusoro paMwari, tsvaka zvishamiso, uye gumisa rwisano. Mutungamiri Dallin H. OaksRudo rweHumwari muChirongwa chaBabaMutungamiri Dallin H. Oaks vanodzidzisa kuti Chechi yakadzorerwa inobatsira sei vanhu kuti vakodzere kuwana kusimudzirwa kumusoro-soro muumambo hweseresitiyaro (zvikamu zvakatorwa kubva kumusangano mukuru waKubvumbi 2022). Mutungamiri Henry B. EyringKutsiga muMadutuMutungamiri Henry B. Eyring vanotidzidzisa kuti Jesu Kristu anotipa ruchengeteko mumadutu eupenyu apo patinouya kwaAri (zvikamu kubva kumusangano mukuru waKubvumbi 2022).