2012
Ndinokwanisa Kuitira Vamwe Chimwe Chinhu
Nyamavhuvhu 2012


Vana

Ndinokwanisa Kuitira Vamwe Chimwe Chinhu

Umwe neumwe wedu anokwanisa kuita chimwe chinhu kuti abatsire vamwe. Mutungamiri Monson vakadzidzisa kuti tinofanira kuda munhu wese uye tidzidze kuona kuti tingakwanisa kuvabatsira sei.

Apo pamunenge muchidya kudya kwamanheru nemhuri yenyu, ipai pfungwa yekuti nhengo yemhuri yega yega igovere chinhu chimwechete chayaita kushandira mumwe munhu zuva iroro. Nyora zviitiko zvako pachako zvekushandira mujenari rako zuva rega rega.

Dhinda