Vana
Wakagadzirira Here?
Mhinduro: Chokwadi, Chokwadi, Nhema, Chokwadi, Nhema
Mutungamiri Monson vakakumbira mumwe nemumwe wedu kuti agadzirire nguva dzamatambudziko uye kubatsira vamwe munguva dzavo dzamatambudziko. Tora bvunzo iyi yechokwadi-kana-nhema kuti uone kana wakagadzirira!
Ndinokwanisa nguva dzose kuwana mumwe munhu wokubatsira. Chokwadi □ Nhema □
Ndinokwanisa kutenda nazvose zvandinotova nazvo. Chokwadi □ Nhema □
Handina zvipo zvokugoverana nemumwe munhu. Chokwadi □ Nhema □
Kuchengetedza mari inozoshandiswa muneramagwana izano rakanaka. Chokwadi □ Nhema □
Ndinofanira kuva nematoyi matsva nembatya itsva kuti ndifare. Chokwadi □ Nhema □