Kukadzi 2024 Gosa D. Todd ChristoffersonMufaro Usingaperi Wokurarama VhangeriGosa Christofferson vanogovera mauyiro anoita mufaro unogara uripo kuburikidza nokushingirira muvhangeri raJesu Kristu uye nokubatsira vamwe kuita zvimwechetezvo. For the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki) ZveVechidiki: Ndiri Kurarama here “maererano neMutoo weMuufaro”?Nifai akati vanhu vake vakararama “maererano nemutoo wemufaro.” Heano mamwe mazano okukubatsira kuti uite zvimwechetezvo. Friend (Shamwari) Zve Vana: Iro RiahonaVerenga nyaya pamusoro pokuti Riahona rakatungamirira sei Nifai nemhuri yake.