Kubvumbi 2018 Chikamu cheMugovera Masikati David A. BednarMunyoro uye Ane Mwoyo WakaninipaVachigovera mienzaniso yeunyoro kubva mumagwaro matsvene uye kubva muupenyu hwevaporofita vanhasi, Gosa Bednar vanodzidzisa kuti hunhu uhu hwakafanana nehwaKristu hunokwanisa kukudziridzwa. Dale G. RenlundNhoroondo yeMhuri neBasa reMutemberi: Kusunganidza neKuporesaGosa Renlund vanodzidzisa kuti apo patinoitira madziteteguru edu nhoroondo yemhuri uye basa remutemberi, Mwari vanopa maropafadzo kumativi ese echidzitiro. Chikamu cheSvondo Mangwanani Russell M. NelsonZvakazarurwa zveChechi, Zvakazarurwa zveUpenyu HweduMutungamiri Nelson vanopupura kuti Ishe vanotungamira Chechi kuburikidza nezvakazarurwa uye nekuti zvakazarurwa zvako pachako zvinowanikwa kumunhu wese.