2013
Ndinokwanisa Kuva Chiedza kuna Vamwe
Kukadzi 2013


Vana

Ndinokwanisa Kuva Chiedza kuna Vamwe

Mutungamiri Uchtdorf vanoti kuti tive chiedza kuna vamwe, mashoko edu anofanira ku “jeka sedenga rine chiedza chezuva uye azere nenyasha.” Mashoko edu anofanira kuva anofadza, echokwadi, uye anetsitsi. Chii chaungaita kana kutaura kuti uve chiedza kuna vamwe? Ungangonyora mujonari rako zvinhu zvakanaka zvishanu zvaunoronga kutaura kunhengo dzemhuri kana shamwari.

Dhinda