2016
Uri Muparuriwo!
Chikunguru 2016


Vana

Uri Muparuriwo!

Vaparuri vanhu vanogadzira nzira yekuti vamwe vatevere.

Tara mufananidzo kana kutsvaga mufananidzo weumwe wemadzitateguru ako. Unokwanisa kuwana here nyaya yemagadziriro avakaita nzira yekuti utevere? Nyora nzira mbiri dzaunokwanisa kuva muparuri nhasi. Unokwanisa kugovera mazano ako panguva yemanheru emhuri inotevera.

Dhinda