Nyamavhuvhu 2021 Hupirisita Isimba raMwari.Apo patinorangarira chirongwa chaMwari chemufaro, tinokwanisa kuwana mufaro kunyangwe apo upenyu pahunenge hwakaoma. For the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki) ZveVechidiki: Hupirisita hwaMwariVatungamiri Vakuru veVasikana Vechidiki uye Sisita Renlund vanodzidzisa vechidiki pamusoro pehupirisita—kuti chii, chii chahusiri, uye maropafadziro ahwunoita munhu wese. Friend (Shamwari) ZveVana: Shoko reUngwaruDzidza kuti Joseph Smith akagamuchira sei zvakazarurwa izvo zvatinodaidza kuti Shoko reUngwaru?