“Akauya,” For the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki), Zvita 2021.
Shoko reMwedzi Woga Woga reFor the Strength of Youth (reRusimbiso rweVechidiki) Zvita 2021
Akauya
Dzidziso neZvibvumirano zvinopupura kuti Jesu Kristu akauya panyika uye anotidzidzisa kuti Iye ndiani uye nezvaAkaunza kuvanhu vose.
Akauya kuzoita Kuda kwaBaba
Akauya Kuzonunura Vanhu Vose
Anotuma Vamwe kuti Vapupure pamusoro Pake
© 2021 neIntellectual Reserve, Inc. All rights reserved. Chakadhindwa muUSA. Mvumo yemuChirungu: 6/19. Mvumo yeDudziro: 6/19. Dudziro yeMonthly For the Strength of Youth Message, Zvita 2021. Shona. 17476 731