Mutungamiri Nelson vanodzidzisa kuti avo vakaita chibvumirano naMwari vanokwanisa kuwana rudzi rwakakosha rwerudo nengoni uye kuti takadaidzwa panguva ino munhoroondo kuti tidzidzise nyika pamusoro perunako nesimba rechibvumirano chitsva uye chisingaperi.