2023
Zvipo zvaJesu
Ndira 2023


“Zvipo zvaJesu,” Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari) Ndira 2023

“Zvipo zvaJesu”

Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Ndira 2023

Zvipo zvaJesu

Mufananidzo
Maria aine mwana Jesu

Mifananidzo naApryl Stott

Mufananidzo
Vachenjeri vachifamba

Apo Jesu Kristu paakazvarwa, nyeredzi itsva yakabuda mudenga. Vachenjeri vaiziva kuti nyeredzi yaireva kuti Jesu akanga azvarwa. Vakatevera nyeredzi. Vakafamba mazuva mazhinji.

Mufananidzo
Vachenjeri vachipa zvipo kuna Jesu

Apo Vachenjeri pavakawana Jesu, vakaMupa zvipo. Vakapfugama pamberi Pake uye Vakamunamata. Vaiziva kuti aiva Mwanakomana waMwari.

Mufananidzo
vana vachifoshora mazaya echando

Ndinokwanisawo kupa zvipo kuna Jesu. Ndinokwanisa kuratidza rudo rwangu kwaAri apo pandinotevera muenzaniso Wake uye nokuratidza rudo kune vamwe.

Peji yekuPenda

Bhaibheri Rinodzidzisa pamusoro paJesu

Mufananidzo
baba nemwanasikana vachiverenga magwaro matsvene

Dzvanya pamufananidzo kuti udhaunirodhe.

Mufananidzo naApryl Stott

Uri kuedza sei kuva saJesu?

Dhinda