“Sakaramende Yokutanga,” Friend (Shamwari), Chikumi 2023, 46–47.
Shoko reMwedzi Woga Woga reFriend (Shamwari), Chikumi 2023
Nyaya dzemuMagwaro Matsvene
Sakaramende Yokutanga
Asati afa, Jesu Kristu akasangana nevaApositora Vake. Akavapa sakaramende.
Jesu akamedura chingwa uye akachipa kwavari. Akavakumbira kuti vachidye kuvabatsira kuyeuka kuti Akapa upenyu Hwake kuitira ivo.
Ipapo Jesu akavapa mukombe. Akavakumbira kuti vanwe kubva mauri. Zvaizovabatsira kuMurangarirawo.
Kunyangwe mushure mokunge Jesu akanga asisiri nevaApositora Vake, sakaramende yakavabatsira kufunga neZvake. Vaikwanisa kunzwa rudo Rwake uye nekurangarira kuchengeta mirairo.
Peji Yekuisa Ruvara
Ndinokwanisa Kutora Sakaramende
Mufananidzo naApryl Stott
Apo pandinotora sakaramende, ndinokwanisa kurangarira Jesu nerudo rwake kwandiri.
© 2023 ne Intellectual Reserve, Inc. All rights reserved. Chakadhindwa muUSA. Mvumo yemuChirungu: 6/19. Mvumo yeDudziro: 6/19. Dudziro yeMonthly Friend Message, June 2023. Language. 19026 731