“Pauro Anotidzidzisa Kutevera Jesu Kristu,” Friend (Shamwari), Gumiguru 2023, 46–47.
Shoko reMwedzi Woga Woga reLiahona, Gumiguru 2023
Pauro Anotidzidzisa Kutevera Jesu Kristu
Pauro aiva muApositora. Akatidzidzisa kuva mienzaniso kune vamwe. Izvi zvinoreva kuita izvo zvaizoitwa naJesu Kristu.
Pauro akati tinofanira kushandisa mashoko akanaka apo patinenge tichitaura nevamwe.
Akataurawo kuti tinofanira kuva nerutendo muna Jesu Kristu.
Akadzidzisa kuti tinofanira kuita sarudzo dzakanaka, sekubatsira vamwe.
© 2023 ne Intellectual Reserve, Inc. All rights reserved. Chakadhindwa muUSA. Mvumo yemuChirungu: 6/19. Mvumo yeDudziro: 6/19. Dudziro yeMonthly Friend Message, October 2023. Language. 19048 731