Riahona
Unotya Rutendeuko Here?
Gunyana 2024


Shoko reMwedzi Woga Woga reFor the Strength of Youth (ZveRusimbiso rweVechidiki), Gunyana 2024

Unotya Rutendeuko Here?

Maererano naMutungamiri Russell M. Nelson, hezvino zvikonzero zvekuti usafanira kutya rutendeuko.

Chii icho iwe chaunotya? Marollercoaster here? Ikirasi yemasvomhu here? Kuedza kunzwisisisa Isaya here?

Kana pamwe rutendeuko? Kana pfungwa yekutendeuka ichiita kuti ude kuvanda pasi pemagumbeze ako kana kudya chokoreti yakawandisa, chinyorwa chino ndechako.

“Ndapota usatya kana kunonoka kutendeuka,” vakadaro Mutungamiri Russell M Nelson. Uye nechikonzero chakanaka. Hezvino zvinhu zvishoma izvo rutendeuko zvarwuri uye zvarwusiri, maererano naMutungamiri Nelson.

Mufananidzo
vanhu vechidiki vakasiyana-siyana

Mifananidzo naCorey Egbert

Mufananidzo
mukomana wechidiki aine karenda yakakurisa
Mufananidzo
musikana nemukomana vachisvetuka nemufaro
Mufananidzo
musikana akabata shepu yemwoyo
Mufananidzo
vanhu vachifamba vakananga kuimba yekusanganira
Mufananidzo
mukomana wechidiki achifamba naJesu Kristu

Tambira Chipo Chakarurama chaMwari

Saka, wagadzirira here kuvimba neMuponesi kuti ukunde kutya kwako rutendeuko? Hauzozvidembi.

Mutungamiri Nelson vanoti: “Nokuda kwokuti nyika yaida kuponeswa, uye nokuda kwokuti iwe neni tinoda kuponeswa, [Baba Vokudenga] vakatitumira Muponesi.

“… Ngatitambirei chipo chaMwari chakarurama uye chakakosha. Ngatikandei mitoro yedu nezvivi zvedu patsoka dzeMuponesi uye tigonzwa mufaro unouya kubva kurutendeuko neshanduko.”

Manotsi

  1. Russell M. Nelson, “The Power of Spiritual Momentum,” musangano mukuru waKubvumbi 2022 (Liahona, Chivabvu 2022, 98).

  2. Mutungamiri Russell M. Nelson, “We Can Do Better and Be Better,” musangano mukuru waKubvumbi 2019 (Ensign kana Liahona (Riahona), Chivabvu 2019, 67).

  3. Russell M. Nelson, “The Power of Spiritual Momentum” (98).

  4. Russell M. Nelson, “We Can Do Better and Be Better” (67–68).

  5. Russell M. Nelson, “We Can Do Better and Be Better” (67).

  6. Russell M. Nelson, “We Can Do Better and Be Better” (67).

  7. Russell M. Nelson, “muWorldwide Day of Testimony: I Can Do All Things through Christ,” broadcasts.ChurchofJesusChrist.org.

  8. Russell M. Nelson, Instagram, Zvita 24, 2021, instagram.com/russellmnelson.

Dhinda