Gumiguru 2024 Russell M. NelsonMutoo weRubatano muna Jesu KristuMutungamiri Nelson vanogovera kuti vanhu vemuna 4 Nifai vakava sei nerubatano runerunyararo, vachitipa mutoo watinokwanisa kutevedzera kuti tive nerubatano nhasi. ZveRusimbiso rweVechidiki Tinokwanisa kuva nerubatano sei kana tose takasiyana-siyana zvakadaro?Mhinduro kumubvunzo unoti: “Tinokwanisa kuva nerubatano sei kana tose takasiyana-siyana zvakadaro?” Friend (Shamwari) Jesu Akaropafadza Mumwechete neMumwecheteVerenga nyaya pamusoro pokuti ndiriini apo Jesu paakashanyira vaNifai uye akavaropfadza mumwechete nemumwechete.