-
Jesu Kristu
Eks. 3:14; D&Z 38:1; Johane 14:6; Mosaya 3:17; Hir. 5:12; 3 Ni. 9:14– 18; Morm. 9:11; D&Z 76:22–24, 40–42
-
Ishe Vakasika Zvinhu Zvose
Mosesi 1:31–33, 39; 7:30; Mosaya 4:9
-
Nyika
Gen. 1; Mosesi 2; D&Z 59:16–21; onawo zvinyorwa zvitsvene zvemufananidzo 2
-
Adhama naEvha Vakapfugama paAritari
2 Ni. 2:17–25; Mosesi 5:4–11
-
Adhama naEvha Vachidzidzisa Vana Vavo
Mosesi 5:12; D&Z 68:25, 28
-
Guta reZioni Rinotorwa Kuenda Kudenga
Gen. 5:24; VaH. 11:5; Mosesi 7:18–19, 69
-
Kuvaka Areka
Gen. 6–7; Mosesi 8
-
Noa neAreka Ine Mhuka
Gen. 6:12–22; 7:2–23; 8
-
Abrahama Achiendesa Isaka Kuti Anopirwa
Gen. 21:1–8; 22:1–18; Jakobo 4:5
-
Rebeka ari Patsime
Gen. 24
-
Josefa Anoramba Mukadzi waPotifari
Gen. 39; D&Z 42:22–24
-
Jakobo Achiropafadza Vanakomana Vake
Gen. 49
-
Mosesi neGwenzi Rinopfuta
Eks. 3:1–4:17; Mabasa Avaapostora 7:30–33
-
Mirairo Gumi
Eks. 19–20
-
Mosesi Anopa Aaroni Hupirisita
Eks. 28:1–29:9; 40:12–15; VaH. 5:4
-
Mosesi neNyoka yeNdarira
Num. 21:4–9; Joh. 3:14; Aru. 33:19–21
-
Rute Achiunganidza Zviyo Mumunda
Rute 1–4
-
Mukomana Samueri Achidaidzwa naIshe
1 Sam. 3
-
Davidi Anouraya Goriati
1 Sam. 17
-
Eria Anokakavadzana neVapirisita vaBaari
1Madz. 18:17–39
-
Estere
Estere 3:8–15; 4; 7
-
Isaya Anonyora nezveKuzvarwa kwaKristu
Isa. 7:14; 9:6–7
-
Danieri Achiramba Zvokudya neWaini zvaMambo
Dan. 1; D&Z 89
-
Danieri Anodudzira Hope dzaNebukadnezari
Dan. 2
-
Varume Vatatu Muchoto cheMoto
Dan. 3; Aruma 36:3
-
Danieri Mugomba reShumba
Dan. 6
-
Jona
Jona 1–3