Bhuku reMifananidzo yeVhangeri Testamende Yekare Jesu Kristu Ishe Vakasika Zvinhu Zvose Nyika Adhama naEvha Vakapfugama paAritari Adhama naEvha Vachidzidzisa Vana Vavo Guta reZioni Rinotorwa Kuenda Kudenga Kuvaka Areka Noa neAreka Ine Mhuka Abrahama Achiendesa Isaka Kuti Anopirwa Rebeka ari Patsime Josefa Anoramba Mukadzi waPotifari Jakobo Achiropafadza Vanakomana Vake Mosesi neGwenzi Rinopfuta Mirairo Gumi Mosesi Anopa Aaroni Hupirisita Mosesi neNyoka yeNdarira Rute Achiunganidza Zviyo Mumunda Mukomana Samueri Achidaidzwa naIshe Davidi Anouraya Goriati Eria Anokakavadzana neVapirisita vaBaari Estere Isaya Anonyora nezveKuzvarwa kwaKristu Danieri Achiramba Zvokudya neWaini zvaMambo Danieri Anodudzira Hope dzaNebukadnezari Varume Vatatu Muchoto cheMoto Danieri Mugomba reShumba Jona Testamende Itsva Kuziviswa: Mutumwa Gabrieri Anozviratidza kunaMaria Josefa naMaria Vanoenda kuBetrehema Kuzvarwa kwaJesu Mutumwa Gabrieri Anozviratidza kuVafudzi Simeoni Achirumbidza Mwana Kristu Jesu Achinamata naAmai Vake Mukomana Jesu ari Mutemberi Johane Mubhabhatidzi Achibhabhatidza Jesu Jesu neMukadzi wechiSamaria Kudaidzwa kweVarauri veHove Kristu Achigadza Vaapositori Mharidzo paGomo Jesu Anonyaradza Dutu reMhepo Jesu Achimutsa Mwanasikana waJairasi Kristu Achiporesa Vanorwara paBetesda Jesu Achifamba Pamusoro peMvura Musamaria Akanaka Maria naMarta Vanamaperembudzi Vanegumi Kristu neVana Vadiki Kristu neJaya Mutongi Mupfumi Jesu Achimutsa Razaro kubva Kuvakafa Kupinda Nerukundo Jesu Achichenesa Temberi Imba yaBaba Vangu Nyaya yeVasikana Vanegumi Chirairo Chekupedzisira Jesu Achigeza Tsoka dzeVaapositori Jesu Achinamata muGetsemani Kuroverwa Pamuchinjikwa Kuvigwa kwaJesu Maria naJesu Kristu Akamutswa Kuvakafa Jesu Anoratidza Maronda Ake Endai Naizvozvo Kukwira Kudenga kwaJesu Stefano Anoona Jesu kuRuoko Rwerudyi rwaMwari Jesu Akatakura Gwayana Rakarasika Jesu Ari Pamusuwo Kuuya Kwechipiri Bhuku raMormoni Rihai Achiporofita kuVanhu veJerusarema Riahona Chiroto chaRihai Nifai Anodzikamisa Vakoma Vake Vasingateerere Rihai neVanhu Vake Vanosvika Munyika yaVakavimbiswa Enosi Achinamata Mormoni Achipfupisa Mahwendefa Mambo Benjamini Vachitaura kuVanhu Vavo Abhinadhai Pamberi paMambo Noa Aruma Anobhabhatidza muMvura dzeMormoni Kutenduutswa kwaAruma Mudiki Aruma Anodzivirira Zvipfuo zvaMambo Ramonai Mutungamiri Moronai Anosimudza Mureza weRusununguko Zviuru Zviviri Zvevarwi Vechidiki Samueri muRamani ari Pamadziro Jesu Achidzidzisa muNyika dzeKumadokero Jesu Achirapa maNifai Jesu Anoropafadza Vana vechiNifai Mukoma waJaredhi Anoona Munwe waIshe Moronai Anoviga Mahwendefa MuChikomo cheKumora Nhoroondo yeChechi Bhuratha Joseph Emma Smith Joseph Smith Anotsvaga Uchenjeri muBhaibheri Chiratidzo Chekutanga Moronai Anozviratidza kuna Joseph Smith muMupanda Make Joseph Smith Achidudzira Bhuku raMormoni Johane muBhabhatidzi Achigadza Hupirisita hwaAroni Kudzorerwa kweHupirisita hwaMerkizedeki Erija Achizviratidza Mutemberi yeKirtland Emma Achiyambuka Mazaya Echando Joseph Smith Mujeri reLiberty Mavambo eChita cheRubatsiro Kutiza Kwevanhu Vakawanda Kubva kuNavoo, Kukadzi– Chivabvu 1846 Dan Jones Achiparidza Vhangeri muWales Mary Fielding Smith naJoseph F. Smith Vachiyambuka Mapani Vagari Vekutanga veNgoro dzeMaoko Vavakusvika muNhika yeSalt Lake Kushanda kweVhangeri Mukomana Wechidiki Arikubhabhatidzwa Musikana Arikubhabhatidzwa Chipo cheMweya Mutsvene Kugadzwa kuHupirisita Kuropafadza Chirairo Kufambisa Chirairo Vashumiri: Magosa Vashumiri: Masisita Mukomana Mudiki Arikunamata Munamato weMhuri Kubhadharwa kweChegumi Chegumi Chikamu Chechigumi Kubva Muzvinhu Gumi. Kushandira Kristu neVana vanobva Nyika Dzakasiyana Temberi yeKirtland Temberi yeNauvoo Illinois Temberi yeSalt Lake Murume neMukadzi Vechidiki Varikuenda kuTemberi Mudziyo weKubhabhatidzirwa weMutemberi Vaporofita veMazuva Ekupedzisira Joseph Smith Brigham Young John Taylor Wilford Woodruff Lorenzo Snow Joseph F. Smith Heber J. Grant George Albert Smith David O. McKay Joseph Fielding Smith Harold B. Lee Spenccer W. Kimball Ezra Taft Benson Howard W. Hunter Gordon B. Hinckley Thomas S. Monson