2013
Nzira Dzakawanda dzeKuti Ndinotenda
Nyamavhuvhu 2013


Vana

Nzira Dzakawanda dzeKuti Ndinotenda

“Pasi rose pakupera kwezuva,

Vana vaBaba Vekudenga vanopfugama pasi vachinamata,

Mumwe nemumwe achiti ndinotenda nenzira yake pachake inokosha.”

“Children All Over the World,” Children’s Songbook, 16.

Shandisa mepu kuona nyika dzakasiyana uko kunotaurwa ndimi idzi. Dzimwe dzendimi idzi dzinotaurwa munyika dzinopfuura imwechete!

  1. gracias (chiSpanishi)

  2. malo (chiTongeni)

  3. thank you (chiRungu)

  4. shukriyaa (chiHindu)

  5. spaseba (chiRashiyeni)

  6. arigatō (chiJapanizi)

  7. obrigado (chiPutukezi)

  8. asante (chiSwahiri)

  9. merci (chiFrench)

Dhinda