2013
Kushandira muMwaka Yose
Gunyana 2013


Vana

Kushandira muMwaka Yose

Mutungamiri Uchtdorf vanodzidzisa kuti tinofanira “kushandira nerufaro uye nechido mumamiriro ekunze ose nemumwaka yose.” Ndedzipi dzimwe nzira dzaunokwanisa kushandira vamwe munguva yechando? Ndedzipi dzimwe nzira dzaunokwanisa kushandira munguva yechirimo? Komunguva yezhihza neyematsutso? Nyora pasi mazano ako ekushandira emwaka wega wega. Ungangoda kuedza kushandisa rimwe remazano ako aya mwedzi uno!

Dhinda