2015
Dzidziso dzeNguva Yedu
Mbudzi 2015


Dzidziso dzeNguva Yedu

Kubva muna Mbudzi 2015 kusvika muna Kubvumbi 2016, Zvidzidzo zveHupirisita hwaMerkizedeki nezveChita cheRubatsiro zveSvondo yechina zvinofanira kugadzirirwa kubva munhaurwa imwechete kana kupfuura dzakapihwa mumusangano mukuru waGumiguru 2015. Muna Kubvumbi 2016, nhaurwa dzingangosarudzwa kubva mumusangano mukuru waKubvumbi 2016 kana waGumiguru 2015. Vatungamiri vesiteki nevematunhu vanofanira kusarudza nhaurwa dzinozoshandiswa mumaruwa avo, kana kuti vanogovera basa iri kumabhishopi nevatungamiri vemapazi.

Nhaurwa idzi dzinowanikwa mundimi dzakawanda kubva ku conference.lds.org.

Dhinda