2015
Tevera Chiedza
Zvita 2015


Vana

Tevera Chiedza

Mushure mekunge Jesu azvarwa, Vachenjeri vakaMuigira zvipo. Vakatevera nyenyedzi itsva, yaipenya mudenga kuti vaMuwane. Zvipo zvipi zvaungakwanise kupa Jesu Kisimusi ino?

Dhinda