2016
Dzidziso dzeNguva Yedu
Chivabvu 2016


Dzidziso dzeNguva Yedu

Kubva munaChivabvu 2016 kusvika munaGumiguru 2016, zvidzidzo zveHupirisita hwaMerkizedeki nezveChita cheRubatsiro zveSvondo yechina zvinogadzirirwa kubva munhaurwa imwechete kana kupfuura dzakapihwa mumusangano mukuru waKubvumbi 2016. Muna Gumiguru 2016, nhaurwa dzingangosarudzwa kubva mumusangano mukuru waKubvumbi kana waGumiguru. Vatungamiri vesiteki nevematunhu vanosarudza nhaurwa dzinozoshandiswa mumaruwa avo, kana kuti vangangogovera basa iri kumabhishopi nevatungamiri vemapazi.

Nhaurwa idzi dzinowanikwa mundimi dzakawanda kubva ku conference.lds.org.

Dhinda