2016
Dzidziso dzeNguva Yedu
Mbudzi 2016


Dzidziso dzeNguva Yedu

Kubva muna Mbudzi 2016 kusvika muna Kubvumbi 2017, Zvidzidzo zveHupirisita hwaMerkizedeki nezveChita cheRubatsiro zveSvondo yechina zvinofanira kugadzirirwa kubva munhaurwa imwechete kana kupfuura dzakapihwa mumusangano mukuru waGumiguru 2016. Muna Kubvumi 2017, nhaurwa dzingangosarudzwa kubva mumusangano mukuru waKubvumbi kana waGumiguru. Vatungamiri vesiteki nevematunhu vanosarudza nhaurwa dzinozoshandiswa munharaunda dzavo, kana kuti vangangogovera basa iri kumabhishopi nevatungamiri vemapazi.

Nhaurwa idzi dzinowanikwa mundimi dzakawanda kubva ku conference.lds.org.

Dhinda