2017
Dzidziso dzeNguva Yedu
Chivabvu 2017


Dzidziso dzeNguva Yedu

Kubva munaChivabvu 2017 kusvika munaGumiguru 2017, zvidzidzo zveHupirisita hwaMerkizedeki nezveChita cheRubatsiro zveSvondo yechina zvinogadzirirwa kubva munhauro imwechete kana kupfuura dzakapihwa mumusangano mukuru waKubvumbi 2017. Muna Gumiguru 2017, nhauro dzingangosarudzwa kubva mumusangano mukuru waKubvumbi kana waGumiguru. Vatungamiri vesiteki nevematunhu vanosarudza nhauro dzinozoshandiswa munharaunda dzavo, kana kuti vangangogovera basa iri kumabhishopi nevatungamiri vemapazi.

Nhauro idzi dzinowanikwa mundimi dzakawanda kubva ku conference.lds.org..

Dhinda