2017
Dzidziso dzeNguva Yedu
Mbudzi 2017


Dzidziso dzeNguva Yedu

Kubva muna Mbudzi 2017 kusvika muna Kubvumbi 2018, Zvidzidzo zveHupirisita hwaMerkizedeki nezveChita cheRubatsiro zveSvondo yechina zvinofanira kugadzirirwa kubva munhaurwa imwechete kana kupfuura dzakapihwa mumusangano mukuru waGumiguru 2017. Muna Kubvumi 2018, nhaurwa dzingangosarudzwa kubva mumusangano mukuru waKubvumbi kana waGumiguru. Vatungamiri vesiteki nevematunhu vanosarudza nhaurwa idzo dzinozoshandiswa munharaunda dzavo, kana kuti vangangogovera basa iri kumabhishopi nevatungamiri vemapazi.

Nhaurwa idzi dzinowanikwa mundimi dzakawanda kubva ku conference.lds.org.

Dhinda