2017
Kutarisira Jesu
Zvita 2017


Vana

Kutarisira Jesu

Vanhu vakawanda vakatarisira uye vakamirira kuti Jesu azvarwe. Iyezvino tinotarisira uye nekuMumirira kuti auye zvekare! Tinokwanisa kuva vakagadzirira nekudzidza nezvaJesu nekumutevera. Unotevera sei Jesu? Tara nyenyedzi uye wonyora pfungwa dzako mukati.

Dhinda