2018
Kurangarira Jesu
Kukadzi 2018


Vana

Kurangarira Jesu

Magwaro matvene anodzidzisa kuti tinofanira nguva dzose kurangarira Jesu Kristu. Izvi zvinoreva kuti tinofanira kufunga neZvake kazhinji uye totevera muenzaniso Wake!

Isa mufananidzo waJesu pamwe panhu paunozouona kakawanda.

“Uye mukandirangarira nguva dzose muchave neMweya wangu kuti uve nemi” (3 Nifai 18:7).

Dhinda