Chivabvu 2024 Russell M. NelsonFarai muChipo cheMakiyi eHupirisitaMutungamiri Nelson vanodzidzisa kuti makiyi ehupirisita uye kunamata mutemberi zvinokwanisa kuropafadza sei upenyu hwedu. Dallin H. OaksZvibvumirano neMabasaMutungamiri Oaks vanodzidzisa pamusoro pekukosha kwekuita zvibvumirano naMwari uye maropafadzo anouya kubva mukuchengeta zvibvumirano izvozvo. Henry B. EyringZvose Zvinozonaka Nokuda kweZvibvumirano zveMutemberiMutungamiri Eyring vanodzidzisa kuti apo patinoita nekuchengeta zvibvumirano mutemberi, tinozogamuchira maropafadzo ezvepamweya, zvose iyezvino uye nemukusingaperi. Zvikamu Zvakatorwa.