Nyamavhuvhu 2024 Dale G. RenlundMwari Vanozotitsigira uye NokutidziviriraGosa Renlund vanodzidzisa kuti isu, saKaputeni Moronai, tinokwanisa kugamuchira rubatsiro nesimba zvehumwari kuitira hondo dzatinotarisana nadzo muupenyu apo patinokudza zvibvumirano zvedu uye nokuchengeta mirairo. . ZveRusimbiso rweVechidiki Andrea Muñoz SpannausHukama HwakasimbaSisita Spannaus vanodzidzisa kuti ukama hwechibvumirano naBaba Vokudenga naJesu Kristu hunotipa sei nzira yekunyanya kuwana simba Ravo Friend (Shamwari) Varwi veChidikiVerenga nyaya iri pamusoro pokuti varwi vechidiki vakadzidza sei kubva kunana mai vavo kutenda muna Mwari.