2016
chiedzwa-chetsitsi
Ndira 2016


Vana

Chiedzwa cheTsitsi

Apo Jesu paakashanyira vanhu munyika dzeAmerica, Akadzidzisa kudanana uye kuva netsitsi. Chii chaunokwanisa kuita kutevera Jesu uye nokuda vamwe? Haano mamwe mazano Maka chiedzwa chega chega chaunenge wapedza kuita.

  • □ Ndinokwanisa kumbundikira mumwe munhu anenge akasuwa.

  • □ Ndinokwanisa kushandira mumwe munhu muchivande.

  • □ Ndinokwanisa kuverenga kana kuona nhaurwa yemusangano mukuru iri pamusoro pekuva netsitsi.

  • □ Ndinokwanisa kuimba rumbo rweVana Vadiki kumhuri yangu.

  • □ Ndinokwanisa kunyemwerera mumwe munhu anotaridzika kuti akasurikirwa

  • □ Ndinokwanisa____________________________.

  • □ Ndinokwanisa____________________________.

Dhinda