2017
Upfumi Hwechokwadi
Kukadzi 2017


Vana

Upfumi Hwechokwadi

Mutungamiri Monson vanotaura nyaya nezve vamwe amai vaive nebhokisi rehupfumi rakakosha. Apo vana vavo pavakavhura bhokisi iri, vakaona mifananidzo yavo. Hupfumi hwaamai ava hwaive mhuri yavo!

Hupfumi hwechokwadi hauzigoridhe kana zvishongo—asi vanhu vaunoda. Ndiani waunoda? Tara bhokisi rehupfumi rine mufananidzo wavo kana mazita avo mukati mebhokisi.

Dhinda