Dzidziso neZvibvumirano 2021
Zvimwe Zvinyorwa


“Zvimwe Zvinyorwa,” Huyai, Munditevere—Bhuku reVanhu Pachavo neMhuri: Dzidziso neZvibvumirano 2021 (2020)

“Zvimwe Zvinyorwa,” Huyai, Munditevere—Bhuku reVanhu Pachavo neMhuri: 2021

Mufananidzo
mhuri irikunzvera zvinyorwa zveChechi

Zvimwe Zvinyorwa

Zvizhinji zvezvinyorwa izvi zvinokwanisa kuwanikwa muapp yeRaibhurari yeVhangeri uye pa ChurchofJesusChrist.org.

Nziyo uye Nziyo neDzevana Vadiki

Mumhanzi unoyera unokoka Mweya uye unodzidzisa dzidziso nenzira isingakanganwiki. Pamusoro pemabhuku akadhindwa eNziyo uye neDzevana Vadiki, unokwanisa kuwana nziyo dzakaiswa paodhiyo nepavhidhiyo dzakawanda pa music.ChurchofJesusChrist.org uye muapp yeSacred Music.

­

­

­

­

Gospel Topics

Mugwaro Gospel Topics unokwanisa kuwana ruzivo runokosha nezve misoro yenyaya yevhangeri yakasiyana-siyana, pamwepo neminongedzo kuzvinyorwa zvinobatsira pakudzidza, sezvakaita mashoko emusangano mukuru, nyaya kana rondedzero, zvinyorwa zvitsvene, nemavhidhiyo zvinoenderana. ­ ,

Doctrine and Covenants Stories

Doctrine and Covenants Stories ibhuku rinoshandisa mifananidzo uye mutauro wakarerutswa kuitira kubatsira vana kudzidza kubva muDzidziso neZvibvumirano. Unokwanisawo kuwana mavhidhiyo enyaya idzi muapp yeRaibhurari yeVhangeri uye muGospel Media Library pa ChurchofJesusChrist.org.

Scripture Stories Coloring Book: Doctrine and Covenants

Bhuku iri rine mapeji ane zviitwa zvakagadzirirwa kuwedzera kana kunatsurudza kudzidza kwevana kubva muDzidziso neZvibvumirano.

Mifananidzo

Mifananidzo inokwanisa kubatsira mhuri yako kuona dzidziso nenyaya dzinoenderana nemagwaro matsvene. ­ Mifananidzo yakawanda inowanikwawo muGospel Art Book.

­

­: ­

­

­ ­ ­

­

­

­

­

Dhinda