Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅱ Samueri 12


DJS, Ⅱ Samueri 12:13 (enzanisa Ⅱ Samueri 12:13)

(Chitadzo chakanyanyisa chaDavidi hachina kukanganwiwa naMwari.)

13 Uye Davidi akati kuna Natamu, Ndatadzira Ishe. Uye Natamu akati kuna Davidi, Ishe havanawo kukukanganwira chitadzo chako, zvekuti iwe haufe.

Dhinda