Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Jeremia 26


DJS, Jeremia 26:13 (enzanisa Jeremia 26:13)

(Ishe havatendeuke; vanhu vanotendeuka.)

13 Nokudaro zvino, gadzirisai nzira dzenyu nekuita kwenyu, uye muteerere izwi raIshe Mwari venyu, uye mutendeuke, uye Ishe vachadzora chakaipa icho chavanga vatura pamusoro penyu.

Dhinda