Zvibatsiro Zvekudzidza
Mepu 6: Mafambiro Echekumadokero Echechi


Mepu 6

Mafambiro Echekumadokero Echechi

Mepu 6 yenhoroondo yeChechi

Kch.

Canada

New York

Dunhu Riripasi Pehutongi hweOregon

Dunhu Riripasi Pehutongi hweMaindia echiAmerica

Fayette

New York City

Rwizi rweSnake

Rusvingo rweHall

Rusvingo rweBridger

Rwizi rwePlatte rweKuchamhembe

Nyanza yePacific

Rusvingo rweLaramie

Winter Quarters

Iowa

Pennsylvania

4 Kukadzi 1846 Rwendo rwengarava Brooklyn rwunotanga

Council Bluffs

Illinois

Indiana

Kirtland

San Francisco

Nzira yeCalifornia

Great Salt Lake

Salt Lake City

Rwizi rwePlatte rweMaodzanyemba

Nauvoo

Philadelphia

Rusvingo rweLeavenworth

Far West

Ohio

Washington, D.C.

Nyanza yeAtlantic

Sacramento

Quincy

Liberty

California

Mexico

Pueblo

Rwizi rweArkansas

Independence

Ngarava Brooklyn yakasvika muYerba Buena (San Francisco) 31 Chikunguru 1846

Los Angeles

Missouri

Santa Fe

Rwizi rweCanadian

Dunhu Riripasi Pehutongi hweMaindia echiAmerica

San Bernardino

Mishoni yeSan Luis Rey

Rwizi rweGila

Rwizi rweRio Grande

Rwizi rwePecos

San Diego

Tucson

Kiyi Yemepu 6

Nzira yeMauto echiMormoni

Nzira yeKumadokero yeVatendi

Nzira yengarava Brooklyn

Makiromita

0 150 300 450 600

A B C D E F G H

1 2 3 4

●1

●2

●3

●4

●5

●6

●7

●8

●9

●10

●11

●12

●13

●14

●15

  1. Fayette Muporofita Joseph Smith akabva muFayettte achienda kuKirtland, Ohio, muna Ndira 1838. Mapazi matatu eNew York akazoteverawo muna Kubvumbi nemunaChivabvu 1831 pasi pechirairo chaIshe kuti vaungane (ona D&Z 37; 38).

  2. Kirtland Muzinda mukuru weChechi kubva muna 1 Kukadzi 1831 kusvikira 12 Ndira 1838, apo Muporofita akatamira kuFar West, Missouri.

  3. Independence Ishe vakadoma Independence (Ruwa rweJackson, Missouri) senzvimbo huru yeZioni muna Chikunguru 1831 (ona D&Z 57:3). Mhomho yemanyongori yakamakidza Vatendi kubva muRuwa rweJackson muna Mbudzi 1833.

  4. Liberty Vatendi vakabva kuRuwa rweJackson vakaungana muRuwa rweClay kubva muna1833 kusvikira muna 1836, apo vakasungirwa zvakare kubva. Muporofita Joseph Smith nevamwewo vakazaririrwa pano.

  5. Far West Chibotero chakamisirwa Vatendi pano muna 1836–38. Wakave muzinda mukuru weChechi muna 1838. Muna 1838–39 Vatendi vakamanikidzwa kutizira kuIllinois.

  6. Nauvoo Muzinda mukuru weChechi 1839–46. Mushure mekuurawa kweMuporofita nemukoma wake Hyrum, Vatendi vakatamira kumadokero.

  7. Council Bluffs Vavaruri munzendo vakasvika pano muna Chikumi 1846. Nhengo dzeMauto emaMormoni dzakasimuka musi wa21 Chikunguru 1846 pasi pehutungamiri hwaJames Allen.

  8. Winter Quarters Muzinda mukuru weChechi 1846–48. Chikwata chaitungamira chiri pasi paBrigham Young chakasimuka chakananga Kumadokero muna Kubvumbi 1847.

  9. Fort Leavenworth Chikwata cheMauto chemaMormoni chakashongedzwa pano chisati chasimudzira kuenda kumadokero muna Nyamavhuvhu 1846.

  10. Santa Fe Philip Cooke akatungamirira Chikwata cheMauto emaMormoni pavaifamba kubva pano 19 Gumiguru 1846.

  11. Pueblo Varume vatatu vairwara vechikwata chamauto vakaendeswa kuPueblo kuti vandopora, uko kwavakapedzera mwaka wose wechando wemuna 1846–47 neVatendi vaibva kuMississippi. Zvikwata zvakapinda muNhika reSalt Lake muna Chikunguru 1847.

  12. San Diego Chikwata chaMauto emaMormoni chakapedza makiromita 3,200 avo ekufamba pano musi wa29 Ndira 1847.

  13. Los Angeles Chikwata cheMauto emaMormoni chakaburitswa kubva muchiuto pano 16 Chikunguru 1847.

  14. Sacramento Dzimwe nhengo dzakabva muchiuto dzakashanda pano nemuchigayo chaSutter chiri nechekure kwemabvazuva kweRwizi rweAmerica, uko kwavakabatsira kutsvaga goridhe.

  15. Salt Lake City Brigham Young akasvika muNhika yeSalt Lake musi wa24 Chikunguru 1847.