Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅰ Johane 2


DJS, Ⅰ Johane 2:1 (enzanisa Ⅰ Johane 2:1)

(Kristu achava murevereri wedu kuna Baba kana tikatendeuka.)

1 Vana vadiki vangu, zvinhu izvi ndinozvinyora kwamuri, kuti musatadze. Asi kana chero munhu akatadza uye akatendeuka, tine murevereri kuna Baba, Jesu Kristu akarurama;

Dhinda