DJS, Ⅰ Petro 4:6 (enzanisa Ⅰ Petro 4:6)
(Vhangeri rinoparidzwa kune avo vakafa.)
6 Nokuda kweizvi, vhangeri rinoparidzwa kwavari avo vakafa, kuti vagotongwa maererano nekutongwa kwevanhu munyama, asi vachirarama mumweya maerereno nekuda kwaMwari.
DJS, Ⅰ Petro 4:8 (enzanisa Ⅰ Petro 4:8)
(Rudo rwakadzama rwunotidzivirira kubva mukutadza.)
8 Kuzvinhu zvose ivai nerudo rwakadzama zvikuru mukati menyu; nokuti rudo rwakadzama rwunodzivirira mhomho yezvitadzo.