Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Zvakazarurwa 5


DJS, Zvakazarurwa 5:6 (enzanisa Zvakazarurwa 5:6)

(Gumi nevaviri varanda vaMwari vanotumirwa kupasi rose.)

6 Uye ndakatarisa, uye, ona, pakati pechigaro chekutonga nepemhuka ina, nepakati pemagosa, pamire Gwayana richiita serakanga rauraiwa, riine nyanga gumi nembiri negumi nemaviri maziso, vari ivo gumi nemavaviri vevaranda vaMwari, vakatumirwa kupasi rose.

Dhinda