Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅰ Timotio 2


DJS, Ⅰ Timotio 2:4 (enzanisa Ⅰ Timotio 2:4)

(Kristu ndiye Mwanakomana Mumwechete Akaberekwa uye Muyananisi.)

4 Uyo anoda kuti vanhu vose vaponeswe, uye kuti vauye muruzivo rwechokwadi rwuri muna Kristu Jesu, anove ndiye Mwanakomana Mumwechete Akaberekwa waMwari, uye akagadzwa kuve Munyai pakati paMwari nemunhu; uyo anove Mwari mumwechete; uye ane simba pamusoro pevanhu vose.

Dhinda