Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, Ⅰ Timotio 6


DJS, Ⅰ Timotio 6:15–16 (enzanisa Ⅰ Timotio 6:15–16)

(Avo vane chiedza chekusafa chiri mavari vanogona kuona Jesu.)

15 Izvo zvavacharatidza munguva yavo, vanove ndivo vakaropafadzwa uye vari ivo chete Mutongi, Mambo wemadzimambo, Ishe vemadzishe, kwavari kuve nekukudzwa nesimba risingaperi;

16 Uyo asina munhu akamuona, kana kumuona, uyo asina munhu angasvike paari, kunze, chete kweuyo ane chiedza netariro yekusafa igere maari.

Dhinda