Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, VaHeberu 1


DJS, VaHeberu 1:6–7 (enzanisa VaHeberu 1:6–7)

(Ngirozi imweya inoshumira.)

6 Uye zvakare, paanounza wekutanga kuberekwa munyika, anoti, Uye regai dzose ngirozi dzaMwari dzimunamate, uyo anoita vashumiri vake kuti vave serimi remoto.

7 Uye pamusoro pengirozi anoti, Ngirozi mweya inoshumaira.

Dhinda