DJS, VaHeberu 5:7–8 (Katsamba kari mumagwaro eDJS kanoti vhesi 7 na8 dzinonongedza kuna Merkizedeki uye kwete kuna Kristu. Naizvozvo, tingangoti, zvinoyorwa zviri muBhaibheri raMambo Jemisi nemuDJS zvimwechete.)