DJS, VaHeberu 11:1 (enzanisa VaHeberu 11:1)
(Rutendo ruvimbo rwezvinhu zviri kutarisirwa.)
1 Zvino rutendo ruvimbiso rwezvinhu zviri kutarisirwa, rutsigiro rwezvinhu zvisingaonekwe.
DJS, VaHeberu 11:35 (enzanisa VaHeberu 11:35)
(Vakatendeka vanorwadziswa pamusoro paKristu vanowana kumuka kuvakafa kwekutanga.)
35 Vakadzi vakagashira vakafa vavo vamutswa kuupenyu zvakare; uye vamwe vakarwadziswa, vasingabvume rununuro; kuti vagowana kumuka kuvakafa kwekutanga;