Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, VaHeberu 4


DJS, VaHeberu 4:3 (enzanisa VaHeberu 4:3)

(Mabasa aMwari akagadzirwa kubvira pahwaro hwenyika.)

3 Nokuti isu takatenda tinopinda muzororo rake, sezvaakataura, Sekutsidza kwandakaita muhasha dzangu, Kana vakaomesa mwoyo yavo havachazopinda muzororo rangu; zvakare, ndatsidza, Kana vakasaomesa mwoyo yavo, vachapinda muzozoro rangu; kana dai mabasa aMwari akagadzirwa, (kana akapedzwa,) kubva pahwaro hwenyika.

Dhinda