Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, VaHeberu 6


DJS, VaHeberu 6:1, 3 (enzanisa VaHeberu 6:1, 3)

(Misimboti yaKristu inosvitsa mukukwana.)

1 Nekudaro tisingasiye misimboti yedzidziso yaKristu, ngatienderei mberi kusvika mukukwana; tisavake zvakare hwaro hwekutendeuka kubva kumabasa akafa, nerutendo kuna Mwari.

3 Uye tichaenderera mberi kusvika mukukwana kana Mwari vatendera.

Dhinda