Zvibatsiro Zvekudzidza
DJS, VaRoma 4


DJS, VaRoma 4:16 (enzanisa VaRoma 4:16)

(Zvose rutendo nemabasa, kuburikidza nenyasha, zvinofanirwa kuvepo kuitira paruponeso.)

16 Nokudaro munorevererwa nerutendo namabasa, kuburikidza nenyasha, kuitira kuti mukupedzisira chivimbiso chive chechokwadi kune mbeu yose; kwete kune avo chete vari vemutemo, asi kune avowo vari verutendo rwaAbrahama; anove ndiye baba wedu tose,

Dhinda